Online Bible

- Reklamy -




Jobho 2:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ipapo ʋakagara pasi naye mazuʋa manomŋe noʋusiku ʋunomŋe, asi hakuna‐nomumŋe wakataura naye kunyaŋge shoko rimŋe; nokuti ʋakaʋona kuti njodzi yake yakaŋga iri huru kwaɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Ipapo vakagara pasi naye mazuva manomwe nousiku hunomwe; asi hakuna nomumwe akataura naye kunyange shoko rimwe; nokuti vakaona kuti njodzi yake yakanga iri huru kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Vakagara pasi naye siku nesikati kwamazuva manomwe pasina aimbotaura naye izwi rimwechete zvaro nokuti vakaona kuti kurwadziwa kwake kwakanga kwakanyanya kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Vakagara pasi naye siku nesikati kwamazuva manomwe pasina aimbotaura naye izwi rimwechete zvaro nokuti vakaona kuti kurwadziwa kwake kwakanga kwakanyanya kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Ipapo vakagara pasi naye kwamazuva manomwe nousiku hunomwe. Hakuna munhu akagona kutaura kana shoko kwaari, nokuti vakaona kukura kwokutambudzika kwake.

Viz kapitola kopírovat




Jobho 2:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy