Jakobo 5:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Makatoŋgera wakarurama, mukamuʋuraya; haakudziʋisiyi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Makatongera wakarurama, mukamuuraya; haakudzivisiyi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Makapa mhosva mukauraya mururami asi haana kukudzivisai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Makapa mhosva mukauraya mururami asi haana kukudzivisai. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Makatonga uye mukaponda vanhu vasina mhosva, vakanga vasingapikisani nemi. Viz kapitola |