Online Bible

- Reklamy -




Jakobo 5:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 ŋgaaziʋe kuti unodzora mutadzi panzira yokutsauka kwake, ucaponesa mŋeya parufu nokufukidza ɀiʋi ɀizhinji.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 ngaazive kuti anodzora mutadzi panzira yokutsauka kwake, uchaponesa mweya parufu nokufukidza zvivi zvizhinji.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 ngaazive kuti ani nani anodzora mutadzi mukurasika kwake gwara achaponesa mweya wake kurufu uye zvitadzo zvizhinji zvichafukidzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 ngaazive kuti ani nani anodzora mutadzi mukurasika kwake gwara achaponesa mweya wake kurufu uye zvitadzo zvizhinji zvichafukidzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 murangarire izvi kuti: Ani naani anodzora mutadzi kubva panzira yokudarika kwake, achamuponesa kubva parufu uye achafukidza zvivi zvizhinji.

Viz kapitola kopírovat




Jakobo 5:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy