Jakobo 5:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Hama dzaŋgu, kana kunomunhu pakati penyu wakatsauka paɀokwaɗi, mumŋe akamudzora, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Hama dzangu, kana kuno munhu pakati penyu akatsauka pazvokwadi, mumwe akamudzora, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Hama dzangu pakati penyu mumwe akatsauka pachokwadi, mumwewo akamudzora, iyeyo Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Hama dzangu pakati penyu mumwe akatsauka pachokwadi, mumwewo akamudzora, iyeyo Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Hama dzangu, kana mumwe wenyu akatsauka kubva pachokwadi uye mumwe akamudzora, Viz kapitola |