Jakobo 5:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Akanyeŋgetera ɀe; ɗeŋga rikanisa mvura, nyika ikaɓereka ɀiɓereko ɀayo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Akanyengeterazve; denga rikanisa mvura, nyika ikabereka zvibereko zvayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Akazonamatazve, denga rikanaya mvura, nyika ikabereka muchero wayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Akazonamatazve, denga rikanaya mvura, nyika ikabereka muchero wayo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Uyezve, akanyengetera, denga rikanayisa mvura, nyika ikabereka zvibereko zvayo. Viz kapitola |