Jakobo 4:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 imi musiŋgaziʋi ɀamaŋgwana. Ʋupenyu bgenyu cinyiko? Nokuti muri mhute, inoʋonekwa ŋguʋa ɗuku, ndokunyaŋgarika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 imi musingazivi zvamangwana. Upenyu hwenyu chinyiko? Nokuti muri mhute, inoonekwa nguva duku, ndokunyangarika.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 asi zvamangwana musingambozviziva? Upenyu hwenyu chii? Nokuti muri mhute inongooneka kwechinguva yobva yanyangarika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 asi zvamangwana musingambozviziva? Upenyu hwenyu chii? Nokuti muri mhute inongooneka kwechinguva yobva yanyangarika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Asi, imi hamutongozivi zvichaitika mangwana. Upenyu hwenyu chiiko? Muri mhute inoonekwa nguva duku uye ipapo yonyangarika. Viz kapitola |