Online Bible

- Reklamy -

Jakobo 4:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Hama dzaŋgu, musareʋerana ɀakaipa. Unoreʋera hama yake ɀakaipa, kana kutoŋga hama yake, unoreʋera murairo ɀakaipa nokutoŋga murairo; ɀino kana ucitoŋga murairo, hauzi muiti womurairo, asi mutoŋgi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Hama dzangu, musareverana zvakaipa. Unorevera hama yake zvakaipa, kana kutonga hama yake, unorevera murayiro zvakaipa nokutonga murayiro; zvino kana uchitonga murayiro, hauzi muiti womurayiro, asi mutongi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Hama dzangu musataure zvakaipa nezvavamwe. Munhu anotaura zvakaipa nezvehama kana kutsoropodza hama yake anotaurawo zvakaipa nezvomutemo uye anotsoropodza mutemo. Zvino kana uchitsoropodza mutemo hausi kuchengeta mutemo watova mutsoropodzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Hama dzangu, musarevana. Ani naani anoreva hama yake kana kumutonga anotaura achirwa nomurayiro uye achiutonga. Kana uchitonga murayiro, iwe hauzi kuuchengeta, asi ugere uchitonga uri pauri.

Viz kapitola kopírovat

Jakobo 4:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy