Jakobo 3:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Nokuti tinogumburwa tose paɀinhu ɀizhinji. Kana munhu asiŋgagumburwi pakutaura, iye munhu wakakwana, unogona kudzora muʋiri wose ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Nokuti tinogumburwa tose muzvinhu zvizhinji. Kana munhu asingagumburwi mukutaura, iye munhu akakwana, anogona kudzora muviri wosewo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Nokuti tose tinokanganisa kakawanda. Kana munhu asinganganisi mune zvaanotaura, munhu iyeyo, munhu akakwana anogona kuita kuti muviri wake wose umuteerere. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Nokuti tose tinokanganisa kakawanda. Kana munhu asinganganisi mune zvaanotaura, munhu iyeyo, munhu akakwana anogona kuita kuti muviri wake wose umuteerere. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Tose tinogumbuswa munzira dzakawanda. Kana pano munhu asingatongokanganisi pakutaura kwake, iye munhu akakwana, anogona kudzora muviri wake wose. Viz kapitola |