Online Bible

- Reklamy -




Jakobo 3:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ndiani pakati penyu wakacenjera, wakaŋgwara? Ŋgaaratidze nomufambire wake wakanaka maɓasa ake noʋunyoro bgoʋucenjeri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Ndiani pakati penyu akachenjera, akangwara? Ngaaratidze nomufambiro wake wakanaka mabasa ake nounyoro hwouchenjeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Ndiani akangwara uye anonzwisisa pakati penyu? Ngaaratidze izvozvo nomugariro wake wakanaka unoitwa muungwaru hwokuzvidukupisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Ndiani akangwara uye anonzwisisa pakati penyu? Ngaaratidze izvozvo nomugariro wake wakanaka unoitwa muungwaru hwokuzvidukupisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Ndiani akachenjera uye anonzwisisa pakati penyu? Ngaazviratidze noupenyu hwake hwakanaka, namabasa anoitwa nokuzvininipisa kunobva pauchenjeri.

Viz kapitola kopírovat




Jakobo 3:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy