Jakobo 3:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Hama dzaŋgu, muʋonde uŋgaɓereka maorivi, kana muzambiriŋga maʋonde here? Kunyaŋge nemvura inoʋaʋa haiŋgaɓuɗisi inonaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Hama dzangu, muonde ungabereka maorivhi, kana muzambiringa maonde here? Kunyange nemvura inovava haingabudisi inonaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Muonde ungabereke maorivhi here, nhai hama dzangu, kana kuti mugirepisi ungabereke maonde here? Saizvozvowo mvura inovava haigoni kuburitsa mvura yakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Muonde ungabereke maorivhi here, nhai hama dzangu, kana kuti mugirepisi ungabereke maonde here? Saizvozvowo mvura inovava haigoni kuburitsa mvura yakanaka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Hama dzangu, muonde ungabereka maorivhi kana muzambiringa maonde here? Kunyange tsime rinovava haringabudisi mvura yakanaka. Viz kapitola |