Jakobo 2:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Saiɀoɀo ʋo, Rakabi, cifeʋe, haana‐kururamiswa here namaɓasa, ŋguʋa yaakaciŋgamidza nhume, nokuʋaendisa neimŋe nzira? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Saizvozvowo, Rakabhi, chipfeve, haana kururamiswa here namabasa, nguva yaakachingamidza nhume, nokuvaendesa neimwe nzira? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Handizvo zvimwechetezvo here nepfambi Rahabhu yakaruramiswa namabasa payakagamuchira vasori ikavaendesa neimwe nzira? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Handizvo zvimwechetezvo here nepfambi Rahabhu yakaruramiswa namabasa payakagamuchira vasori ikavaendesa neimwe nzira? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Saizvozvowo, Rahabhi chifeve haana kunzi akarurama nokuda kwezvaakaita paakapa vasori imba uye akazovaendesa neimwe nzira here? Viz kapitola |