Jakobo 2:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Munoʋona kuti munhu unoruramiswa namaɓasa, haaruramiswi nokutenda ɓedzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Munoona kuti munhu anoruramiswa namabasa, haaruramiswi nokutenda bedzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Munozvionawo kuti munhu anoruramiswa namabasa kwete nechitendero choga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Munozvionawo kuti munhu anoruramiswa namabasa kwete nechitendero choga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Unoona kuti munhu anoruramisirwa nokuda kwezvaanoita, kwete nokutenda bedzi. Viz kapitola |