Jakobo 2:21 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ko Abrahama, ɓaɓa ʋeɗu, haana‐kururamiswa namaɓasa here, ŋguʋa yaakaɓayira mŋanakomana wake Isaka paartari? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Ko Abhurahamu, baba vedu, haana kururamiswa namabasa here, nguva yaakabayira mwanakomana wake Isaka paaritari? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Abhurahamu baba vedu havana kururamiswa namabasa here pavakapira mwanakomana wavo Isaki paatari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Abhurahamu baba vedu havana kururamiswa namabasa here pavakapira mwanakomana wavo Isaki paatari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Tateguru wedu Abhurahama haana kunzi akarurama here nokuda kwezvaakaita paakapa mwanakomana wake Isaka paaritari? Viz kapitola |