Jakobo 2:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Nokuti kutoŋga hakuŋgaʋi neŋgoni kunousina‐kuitira ʋamŋe ŋgoni; ŋgoni dzinoɀirumbidza dzicikunda kutoŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Nokuti kutonga hakungavi nengoni kunoasina kuitira vamwe ngoni; ngoni dzinozvirumbidza dzichikunda kutonga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 nokuti kutonga hakuna tsitsi kune munhu asinawo kuratidza tsitsi. Asi kune vakaratidza tsitsi kutonga hakuna zvakunovaita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 nokuti kutonga hakuna tsitsi kune munhu asinawo kuratidza tsitsi. Asi kune vakaratidza tsitsi kutonga hakuna zvakunovaita. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 nokuti kutonga kusinganzwiri ngoni kucharatidzwa kumunhu upi zvake akanga asinganzwiri ngoni. Ngoni dzinokunda kutonga! Viz kapitola |