Online Bible

- Reklamy -




Jakobo 2:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Nokuti munhu unoceŋgeta murairo wose, akagumburwa kunecinhu cimŋe cete, waʋa nemhoȿa kuneɀose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Nokuti munhu unochengeta murayiro wose, akagumburwa kune chinhu chimwechete, wava nemhosva kunezvose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 nokuti munhu anochengeta mutemo wose asi okundika pamwe pawo ane mhosva yokutyora wose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 nokuti munhu anochengeta mutemo wose asi okundika pamwe pawo ane mhosva yokutyora wose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Nokuti ani naani anochengeta murayiro wose asi achigumburwa pachinhu chimwe chete ane mhosva yokuputsa murayiro wose.

Viz kapitola kopírovat




Jakobo 2:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy