Jakobo 1:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Munhu uyu ŋgaarege kufuŋga kuti ucazowana cinhu kunaShe; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Munhu uyu ngaarege kufunga kuti achazowana chinhu kuna Ishe; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Munhu akadaro ngaarege kufunga kuti achawana chinhu chinobva kunaTenzi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Munhu akadaro ngaarege kufunga kuti achawana chinhu chinobva kunaTenzi, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Munhu uyu ngaarege kufunga kuti achagamuchira chinhu chipi zvacho kubva kuna She; Viz kapitola |