Isaya 9:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Nyika inotȿa nokuɗa kwokutsamŋa kwaJehova wehondo; ʋanhu ʋakaita sehuni dzinoʋeswa; hakunomunhu unenyasha nehama yake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Nyika inotsva nokuda kwokutsamwa kwaJehovha wehondo; vanhu vakaita sehuni dzinoveswa; hakuna munhu une nyasha nehama yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Pamusana pehasha dzaTenzi wehondo nehondo, nyika inororoma kutsva vanhu vachiita sehuni dzomoto pasisina zvokunzwirana tsitsi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Pamusana pehasha dzaTenzi wehondo nehondo, nyika inororoma kutsva vanhu vachiita sehuni dzomoto pasisina zvokunzwirana tsitsi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Kubudikidza nokutsamwa kwaJehovha Wamasimba Ose nyika ichapiswa kwazvo uye vanhu vachava huni dzomoto; hapana achaponesa hama yake. Viz kapitola |