Isaya 9:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Asi iye, waiʋa pakumanikidzwa, haaŋgazoʋi nerima. Paŋguʋa yokutaŋga wakaninipisa nyika yeZeburuni nenyika yeNaftari, asi paŋguʋa yaɀino wakaikudza, kurutiʋi rweguŋgwa, mhiri kwaJoridani, Garirea raʋahedeni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Asi iye, aiva pakumanikidzwa, haangazovi nerima. Panguva yokutanga wakaninipisa nyika yeZebhuruni nenyika yeNafutari, asi panguva yazvino akaikudza, kurutivi rwegungwa, mhiri kwaJorodhani, Gariria ravahedheni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Asi hapachave nokusuruvara munyika iya yakanga ichitambura. Kare, Mwari akambopinza munhamo nyika yokwaZebhuruni nenyika yokwaNafutari asi munguva iri kuuya achaita kuti nzira yokugungwa inyatsopfumbira, nyika iri mhiri kwaJorodhani muGarirea kugere vechirudzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Asi hapachave nokusuruvara munyika iya yakanga ichitambura. Kare, Mwari akambopinza munhamo nyika yokwaZebhuruni nenyika yokwaNafutari asi munguva iri kuuya achaita kuti nzira yokugungwa inyatsopfumbira, nyika iri mhiri kwaJorodhani muGarirea kugere vechirudzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Kunyange zvakadaro, hakuchazovazve nerima kuna avo vakanga vari munhamo. Pamazuva akare akaninipisa nyika yeZebhuruni nenyika yeNafutari, asi panguva inouya achakudza Garirea reveDzimwe Ndudzi, nenzira yokugungwa mhiri kwaJorodhani. Viz kapitola |