Isaya 8:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Musati: Iraŋgano, pamsoro peɀose ɀinonzi naʋanhu aʋa, iraŋgano; ʋuye musatya ɀaʋanotya, kana kuvunduka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Musati, “Irangano, pamusoro pezvose zvinonzi navanhu ava, irangano; uye musatya zvavanotya, kana kuvhunduka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 “Zvose zvinenge zvichinzi navanhu ivava ibangano, usazviti ibangano, zvavanotya, usazvitye kana kuva mbwende. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 “Zvose zvinenge zvichinzi navanhu ivava ibangano, usazviti ibangano, zvavanotya, usazvitye kana kuva mbwende. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 “Musati irangano zvinhu zvose zvinonzi navanhu ava irangano; musatya zvavanotya, musazvivhunduka. Viz kapitola |