Isaya 8:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Nokuti Jehova wakataura saiɀoɀo neni noruʋoko runesimba, akandiraira kuti ndirege kufamba nezira yaʋanhu aʋa, aciti: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Nokuti Jehovha akataura saizvozvo neni noruoko rune simba, akandirayira kuti ndirege kufamba nenzira yavanhu ava, achiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Ndinodaro nokuti Tenzi akataura kwandiri, ruoko rwake rune simba ruri pandiri, akandiyambira kuti ndisafambe mugwara ravanhu ivava achiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Ndinodaro nokuti Tenzi akataura kwandiri, ruoko rwake rune simba ruri pandiri, akandiyambira kuti ndisafambe mugwara ravanhu ivava achiti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Jehovha akataura kwandiri ruoko rwake rune simba rwuri pamusoro pangu, achindiyambira kuti ndirege kutevera nzira yavanhu ava, akati: Viz kapitola |