Online Bible

- Reklamy -




Isaya 8:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino Jehova akati kwandiri: Tora hwendefa guru, unyore pariri nepeni yaʋanhu, uti: Cimbidzikai kutapa, ɀakapambga ɀokurumidza.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino Jehovha akati kwandiri, “Tora hwendefa guru, unyore pariri nepeni yavanhu, uti, ‘Chimbidzikai kutapa, zvakapambwa zvokurumidza.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Tenzi akanditi, “Tora zifendefa guru unyore pariri namavara anogona kuverengwa nomunhu wose zvake kuti, ‘Nyachimbichimbikupambamandikurumidzekutapa.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Tenzi akanditi, “Tora zifendefa guru unyore pariri namavara anogona kuverengwa nomunhu wose zvake kuti, ‘Nyachimbichimbikupambamandikurumidzekutapa.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Jehovha akati kwandiri, “Tora bhuku guru unyore pamusoro paro nechinyoreso: pamusoro paMaheri-Sharari-Hashi-Bhazi.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 8:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy