Isaya 7:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 musoro waʋaEfraimi ndiSamaria, nomusoro weSamaria ndimŋanakomana waRemaria. Kana musiŋgaɗi kutenda, ɀirokwaɀo hamuŋgasimbiswi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 musoro wavaEfuremu ndiSamaria, nomusoro weSamaria ndimwanakomana waRemaria. Kana musingadi kutenda, zvirokwazvo hamungasimbiswi.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Uye vokwaEfuremu vanovimba neSamaria, handitiwo musoro weSamaria ndiye mwanakomana waRemaria. Kana iwe usina chokwadi nazvo pamusana paizvozvo haumbopamira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 “Uye vokwaEfuremu vanovimba neSamaria, handitiwo musoro weSamaria ndiye mwanakomana waRemaria. Kana iwe usina chokwadi nazvo pamusana paizvozvo haumbopamira.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Musoro weEfuremu iSamaria, uye musoro weSamaria mwanakomana waRamaria bedzi. Kana usingamiri zvakasimba mukutenda kwako, hauchazomiri zvachose.’ ” Viz kapitola |