Isaya 7:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Hendei tindorwa naʋaJuda, tiʋatyise, tiʋakunde, tigadze mambo pakati paʋo, iye mŋanakomana waTabeeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 “Hendei tindorwa navaJudha, tivatyise, tivakunde, tigadze mambo pakati pavo, iye mwanakomana waTabheeri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 ‘Handei tindorwisa nyika yokwaJudha tiidederese nokutya. Ngatindoikurira tiite yedu tigadze mwanakomana waTabhieri umambo pakati payo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 ‘Handei tindorwisa nyika yokwaJudha tiidederese nokutya. Ngatindoikurira tiite yedu tigadze mwanakomana waTabhieri umambo pakati payo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 “Handei tindorwa neJudha; ngatiribvarurei tigorigovana pakati pedu, tigogadza Tabheeri kuti ave mambo pamusoro paro.” Viz kapitola |