Isaya 7:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nokuti ʋaSiria naʋaEfraimi, nomŋanakomana waRemaria ʋakaraŋgana kukuitira ɀakaipa, ʋaciti: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Nokuti vaSiria navaEfuremu, nomwanakomanwa waRemaria vakarangana kukuitira zvakaipa, vachiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 vadai kukufungira zano rakaipa vachiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 vadai kukufungira zano rakaipa vachiti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Aramu naEfuremu nomwanakomana waRemaria vakarangana kukuparadza vachiti, Viz kapitola |