Online Bible

- Reklamy -




Isaya 7:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Hakuna‐uŋgaȿika paɀikomo ɀose ɀairimŋa namapadza nokutya rukato neminzwa; asi ŋombe dzicasundirwa’ko, namakwai acatsika’po.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Hakuna angasvika pazvikomo zvose zvairimwa namapadza nokutya rukato neminzwa; asi mombe dzichasundirwako, namakwai achatsikapo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Kana zviri zvomuzvikomo maimborimwa nemapadza hamuzombokuenda asi nokutya minzwa norukato kuti kuchange kwava zvako kwokusaidzira mombe kwava kwokutotsokodzerwa zvako nehwai.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Kana zviri zvomuzvikomo maimborimwa nemapadza hamuzombokuenda asi nokutya minzwa norukato kuti kuchange kwava zvako kwokusaidzira mombe kwava kwokutotsokodzerwa zvako nehwai.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Kana zviri zvikomo zvose zvaichimbosakurirwa nebadza, hakuna achada kuendako nokuda kwokutya rukato neminzwa; dzichava nzvimbo dzokusundira mombe nokunomhanyirwa namakwai.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 7:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy