Online Bible

- Reklamy -

Isaya 7:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 ɀino nokuɗa kwomukaka muzhinji wadzicamupa, ucadya ruʋomba; nokuti mumŋe nomumŋe wakasiyiwa panyika iyo ucadya ruʋomba noʋuci.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 zvino nokuda kwomukaka muzhinji wadzichamupa, achadya ruomba; nokuti mumwe nomumwe akasiyiwa panyika iyo achadya ruomba nouchi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 pamusana pokuwanda kwomukaka wadzinenge dzichibudisa; iye achadya zvake mukaka wakakora nokuti munhu wose anenge asara ari munyika ino achadya mukaka wakakora nouchi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 pamusana pokuwanda kwomukaka wadzinenge dzichibudisa; iye achadya zvake mukaka wakakora nokuti munhu wose anenge asara ari munyika ino achadya mukaka wakakora nouchi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Uye nokuda kwokuwanda kwomukaka wadzinopa, achadya ruomba. Vose vachasara munyika vachadya ruomba nouchi.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 7:22

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy