Isaya 7:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Nezuʋa iro Ishe ucaʋeʋura neciȿo cakakumbirwa mhiri kwoRwizi, iye mambo weAsiriya, musoro nemvere dzamakumbo; cicabvisa ʋo ndebvu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Nezuva iro Ishe achaveura nechisvo chakakumbirwa mhiri kwoRwizi, iye mambo weAsiria, musuro nemvere dzamakumbo; chichabvisawo ndebvu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 “Musi iwoyo Tenzi achagusa nechisvo chaanenge akwereta kumhiri kwerwizi rwaYufuratesi chisvo chacho chiri chamambo weAsiria achigusa musoro nevhudzi rokumakumbo chichiwumbura nendebvu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 “Musi iwoyo Tenzi achagusa nechisvo chaanenge akwereta kumhiri kwerwizi rwaYufuratesi chisvo chacho chiri chamambo weAsiria achigusa musoro nevhudzi rokumakumbo chichiwumbura nendebvu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Pazuva iro Jehovha achashandisa chisvo chakakumbirwa kubva mhiri kwoRwizi, kuna mambo weAsiria, kuti aveure misoro yenyu nemvere dzomumakumbo enyu, uye kuti abvisewo ndebvu dzenyu. Viz kapitola |