Isaya 7:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Dzicaʋuya, dzicamhara dzose mumipata inamawere, nomumikaha yamatombo, napamsoro peminzwa yose, napamsoro pamafuro ose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Dzichauya, dzichamhara dzose mumipata ina mawere, nomumikaha yamatombo, napamusoro peminzwa yose, napamusoro pamafuro ose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Dzichauya dzichizomhara mumakoronga akanyura chaizvo emumakomo nomumitswe yakadzika yematombo nomuzvikwenzi zvose zveminzwa nomumafuro mose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Dzichauya dzichizomhara mumakoronga akanyura chaizvo emumakomo nomumitswe yakadzika yematombo nomuzvikwenzi zvose zveminzwa nomumafuro mose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Dzichauya dzose dzigogara mumawere emipata nomumikaha yamatombo, nomumakwenzi ose eminzwa uye napamadziva ose. Viz kapitola |