Online Bible

- Reklamy -

Isaya 7:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Nokuti mŋana asati aziʋa kuramba ɀakaipa nokusanaŋgura ɀakanaka, nyika iyo yaunotya madzimambo ayo maʋiri, icashanduka ɗoŋgo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Nokuti mwana asati aziva kuramba zvakaipa nokusanangura zvakanaka, nyika iyo yaunotya madzimambo ayo maviri, ichashanduka dongo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Ndinodaro nokuti mwana iyeyu paachange asati aziva kuramba chakaipa nokusarudza chakanaka, nyika yacho ine madzimambo maviri ari kukudederesai ichasara yangova nyikawo zvayo, isisina munhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Ndinodaro nokuti mwana iyeyu paachange asati aziva kuramba chakaipa nokusarudza chakanaka, nyika yacho ine madzimambo maviri ari kukudederesai ichasara yangova nyikawo zvayo, isisina munhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Asi mwana asati anyatsoziva kuramba zvakaipa nokusarudza zvakanaka, nyika yamadzimambo maviri aunotya ichava dongo.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 7:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy