Online Bible

- Reklamy -




Isaya 7:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ucadya ruʋomba noʋuci, paŋguʋa yaanoziʋa kuramba ɀakaipa, nokusanaŋgura ɀakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Achadya ruomba nouchi, panguva yaanoziva kuramba zvakaipa, nokusanangura zvakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Achatosvika pakudya mukaka wakakora nouchi nokuti anenge oziva kuramba chakaipa nokusarudza chakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Achatosvika pakudya mukaka wakakora nouchi nokuti anenge oziva kuramba chakaipa nokusarudza chakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Iye achadya ruomba nouchi paachaziva zvakakwana kuti arambe zvakaipa achisarudza zvakarurama.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 7:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy