Isaya 7:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Naiɀoɀo Ishe amene ucakupai ciratidzo: Tarirai, mhandara icaʋa nemimba, icaɓereka mŋanakomana, ndokumutumidza Imanueri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Naizvozvo Ishe amene achakupai chiratidzo. Tarirai, mhandara ichava napamuviri, ichabereka mwanakomana, ichamutumidza Imanueri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Naizvozvo Tenzi pachavo ndivo vachakupai chiratidzo. Chiteererai munzwe, mhandara yava napamuviri ichabereka mwana mukomana waichatumidza zita rokuti Imanueri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Naizvozvo Tenzi pachavo ndivo vachakupai chiratidzo. Chiteererai munzwe, mhandara yava napamuviri ichabereka mwana mukomana waichatumidza zita rokuti Imanueri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Naizvozvo Jehovha pachake achakupai chiratidzo: Mhandara ichava nemimba uye ichabereka mwanakomana igomutumidza kuti Imanueri. Viz kapitola |