Isaya 7:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Asi Ahazi wakati: Handiŋgakumbiri, ʋuye handiŋgaidzi Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Asi Ahazi akati, “Handingakumbiri, uye handingaedze Jehovha.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Asi Ahazi akati, “Handidi kukumbira! Handidi kuedza Tenzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Asi Ahazi akati, “Handidi kukumbira! Handidi kuedza Tenzi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Asi Ahazi akati, “Handizokumbiri; handingaedzi Jehovha.” Viz kapitola |