Isaya 66:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Wakapona asati arwadziwa, wakaɓereka mŋanakomana kurwadziwa kwake kusati kwaȿika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 “Akapona asati arwadziwa, akabereka mwanakomana kurwadziwa kwake kusati kwasvika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 “Asati amborwadzwa zvake nepamuviri mukadzi akasununguka mwana, asati abatwa nemarwadzo emimba akasununguka mwana mukomana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 “Asati amborwadzwa zvake nepamuviri mukadzi akasununguka mwana, asati abatwa nemarwadzo emimba akasununguka mwana mukomana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 “Asati arwadziwa nemimba, anosununguka; kurwadza kusati kwauya pamusoro pake, anosununguka mwanakomana. Viz kapitola |