Isaya 66:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Neni ʋo ndicasanaŋgura ɀinoʋaɗaɗira, ndicawisira pamsoro paʋo iɀo ɀaʋanotya; nokuti paŋguʋa yandakaɗana, hakuna‐wakapindura, paŋguʋa yandakataura, haʋana‐kunzwa, asi ʋakaita ɀakaipa pamberi paŋgu, ʋakasanaŋgura ɀakaŋga ɀisiŋgandifadzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Neniwo ndichasanangura zvinovadadira, ndichawisira pamusoro pavo izvo zvavanotya; nokuti panguva yandakadana, hakuna akapindura, panguva yandakataura, havana kunzwa, asi vakaita zvakaipa pamberi pangu, vakasanangura zvakanga zvisingandifadzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ini ndichavasarudzirawo nhamo ndichivaunzira zvavanenge vachitya nokuti ndakadaidza asi hapana akadavira. Ndakataura asi hapana akateerera asi vakatoita zvakaipa zvandisingamboda vachizvisarudzira zvinhu zvandisingadi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Ini ndichavasarudzirawo nhamo ndichivaunzira zvavanenge vachitya nokuti ndakadaidza asi hapana akadavira. Ndakataura asi hapana akateerera asi vakatoita zvakaipa zvandisingamboda vachizvisarudzira zvinhu zvandisingadi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 naizvozvo neniwo ndichavasarudzira kuranga kuchavaomera, uye ndichauyisa pamusoro pavo izvo zvavanotya. Nokuti pandakadana, hapana akapindura, pandakataura, hapana akateerera. Vakaita zvakaipa pamberi pangu vakasarudza zvisingandifadzi.” Viz kapitola |