Isaya 66:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino paŋguʋa iyo nyama yose icaʋuya kuzonamata pamberi paŋgu, pakugara kwomŋedzi mumŋe nomumŋe, napasaɓata imŋe neimŋe — ndiɀo ɀinotaura Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Zvino panguva iyo vanhu vose vachauya kuzonamata pamberi pangu, pakugara kwomwedzi mumwe nomumwe, napaSabata imwe neimwe ndizvo zvinotaura Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 “Kubvira pakugara kwomwedzi kusvikira panozogarawo mumwe mwedzi, uye kubvira paSabata kusvikira pane rimwe Sabata, munhu wose zvake achange achiuya kuzondigwadamira,” ndizvo zviri kutaura Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 “Kubvira pakugara kwomwedzi kusvikira panozogarawo mumwe mwedzi, uye kubvira paSabata kusvikira pane rimwe Sabata, munhu wose zvake achange achiuya kuzondigwadamira,” ndizvo zviri kutaura Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Kubva paKugara kwoMwedzi kusvikira kuno mumwe, uye kubva paSabata rimwe kusvikira kune rimwe, marudzi ose achauya kuzokotama pamberi pangu,” ndizvo zvinotaura Jehovha. Viz kapitola |