Isaya 66:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Nokuti ɗeŋga idɀa nenyika itȿa, ɀandicaita, seɀaɀicagara ɀiri’po pamberi paŋgu, saiɀoɀo rudzi rwako nezita rako ɀicagara ɀiri’po — ndiɀo ɀinotaura Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Nokuti denga idzva nenyika itsva, zvandichaita sezvichagara zviripo pamberi pangu, saizvozvo rudzi rwako nezita rako zvichagara zviripo ndizvo zvinotaura Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 “Ndinodaro nokuti sezvazvichangoita kuti denga idzva nenyika itsva zvandichasika zvicharamba zviri pandiri. Ndizvo zviri kutaura Tenzi, ndozvichangoitawo zvizvarwa zvenyu nezita renyu zvicharamba zvichingovapo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 “Ndinodaro nokuti sezvazvichangoita kuti denga idzva nenyika itsva zvandichasika zvicharamba zviri pandiri. Ndizvo zviri kutaura Tenzi, ndozvichangoitawo zvizvarwa zvenyu nezita renyu zvicharamba zvichingovapo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 “Nokuti sezvakaita matenga matsva nenyika itsva zvandinoita zvichazogara pamberi pangu,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “saizvozvo zita renyu nezvizvarwa zvenyu zvichagara. Viz kapitola |