Isaya 66:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Nokuti ndinoziʋa maɓasa aʋo nendaŋgariro dzaʋo; ŋguʋa inoȿika yandicaʋuŋganidza marudzi ose namarimi ose, ʋacaʋuya ʋaciʋona kubginya kwaŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Nokuti ndinoziva mabasa avo nendangariro dzavo; nguva inosvika yandichaunganidza marudzi ose namarimi ose, vachauya vachiona kubwinya kwangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 “Ndinodaro nokuti, ndinoziva mabasa avo netwavanofunga. Ndiri kuuya kuzounganidza ndudzi dzose dzavanhu nendimi dzose zvadzo vachasvikoona mbiri yangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 “Ndinodaro nokuti, ndinoziva mabasa avo netwavanofunga. Ndiri kuuya kuzounganidza ndudzi dzose dzavanhu nendimi dzose zvadzo vachasvikoona mbiri yangu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 “Nokuti ini nokuda kwamabasa avo nepfungwa dzavo, ndiri kuuya kuzounganidza marudzi ose nendimi dzose; vachauya uye vachaona kubwinya kwangu. Viz kapitola |