Online Bible

- Reklamy -




Isaya 66:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Nokuti tarirai, Jehova ucaʋuya nomŋoto, ŋgoro dzake dzicafanana necampupuri; kuti aratidze kutsamŋa kwake noʋukasha, nokutuka kwake nemiraɀo yomŋoto.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Nokuti tarirai, Jehovha achauya nomoto, ngoro dzake dzichafanana nechamupupuri; kuti aratidze kutsamwa kwake noukasha, nokutuka kwake nemirazvo yomoto.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Chinzwai, ndinodaro nokuti, Tenzi achauya ari mumoto, ngoro dzake dzehondo dzichinge dutu remhepo, kuzotsiva nehasha achiranga namarimi omoto

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Chinzwai, ndinodaro nokuti, Tenzi achauya ari mumoto, ngoro dzake dzehondo dzichinge dutu remhepo, kuzotsiva nehasha achiranga namarimi omoto

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Tarirai, Jehovha ari kuuya nomoto, uye ngoro dzake dzakaita sechamupupuri; achaburutsa kutsamwa kwake nehasha huru, uye kutuka kwake nomurazvo womoto.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 66:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy