Isaya 65:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 ʋanogara pakati pamabgiro, ʋaciʋata panɀimbo dzakaʋanda; ʋanodya nyama yeŋguruʋe, ʋuye muto weɀinhu ɀinonyaŋgadza uri mumidziyo yaʋo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 vanogara pakati pamabwiro, vachivata panzvimbo dzakavandika; vanodya nyama yenguruve, uye muto wezvinhu zvinonyangadza uri mumidziyo yavo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vanhu vanogara kumakuva vachirara vari munzvimbo dzakavandika vachidya nyama yenguruve, nomuto wezvinhu zvakan'ora zviri mumidziyo yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Vanhu vanogara kumakuva vachirara vari munzvimbo dzakavandika vachidya nyama yenguruve, nomuto wezvinhu zvakan'ora zviri mumidziyo yavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 vanogara pakati pamarinda uye vanopedza usiku hwavo vachinyengetera vari munzira yakavanda: vanodya nyama yenguruve, uye hari dzavo dzine furo renyama yakasvibiswa; Viz kapitola |