Isaya 65:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Haʋaŋgaɓatiri ɀisinamaturo, kana kuɓereka ʋana, ʋacakurumidza kuparadzwa; nokuti ndiʋo ʋana ʋaʋakaropafadzwa naJehova, ɀiɓereko ɀaʋo ɀicagara naʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Havangabatiri zvisina maturo, kana kubereka vana vachakurumidza kuparadzwa; nokuti ndivo vana vavakaropafadzwa naJehovha, zvibereko zvavo zvichagara navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Havasi kuzomboshandira pasina kana kuberekera vana vavo nhamo nokuti ivo nevana vavo vanenge vari vana vaTenzi, nyakurumbidzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Havasi kuzomboshandira pasina kana kuberekera vana vavo nhamo nokuti ivo nevana vavo vanenge vari vana vaTenzi, nyakurumbidzwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Havachazoshandira pasina kana kubereka vana vanoparadzwa; nokuti vachava vanhu vakaropafadzwa naJehovha, ivo nezvizvarwa zvavo. Viz kapitola |