Isaya 65:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ndicafarira Jerusarema, nokuʋa nomufaro pamsoro paʋanhu ʋaŋgu; mukati maro hamucazonzwiki inzwi rokucema, kana inzwi rokurira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 “Ndichafarira Jerusaremu, nokuva nomufaro pamusoro pavanhu vangu; mukati maro hamuchazonzwiki izwi rokuchema, kana izwi rokuridza mhere. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Ini ndichafarira Jerusaremu vanhu vangu ndichivafarira. Mariri hamuzonzwika izwi rokuchema kana kuridza mhere. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Ini ndichafarira Jerusaremu vanhu vangu ndichivafarira. Mariri hamuzonzwika izwi rokuchema kana kuridza mhere. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Ndichapembera pamusoro peJerusarema, uye ndichafarira vanhu vangu; maungira okuchema kana kurira haachazonzwikwazve imomo. Viz kapitola |