Online Bible

- Reklamy -




Isaya 65:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Asi imi farai mufarisise nokusiŋgaperi pamsoro peɀandinosika; nokuti tarirai, ndinosika Jerusarema riʋe guta romufaro, naʋanhu ʋaro ʋaʋe nomufaro.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 “Asi imi farai mufarisise nokusingaperi pamusoro pezvandinosika; nokuti tarirai, ndinosika Jerusaremu rive guta romufaro, navanhu varo vave nomufaro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Asi farai zvenyu mufare kwazvo nokusingaperi muchifarira zvandava kusika nokuti tarisai muone ndava kusika Jerusaremu rorufaro nevanhu varowo vari vanhu vakafara chaizvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Asi farai zvenyu mufare kwazvo nokusingaperi muchifarira zvandava kusika nokuti tarisai muone ndava kusika Jerusaremu rorufaro nevanhu varowo vari vanhu vakafara chaizvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Asi farai mupembere nokusingaperi mune zvandichasika, nokuti ndichasika Jerusarema kuti rifadze uye kuti vanhu varo vave mufaro.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 65:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy