Isaya 65:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 kuti aninani unoɀiti ndakaropafadzwa panyika, ucati ndakaropafadzwa naMŋari waɀokwaɗi; nokuti maɗambudziko okutaŋga akakaŋganikwa, nokuti aʋanzirwa meso aŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 kuti ani naani anozviti ndakaropafadzwa panyika, achati ndakaropafadzwa naMwari wachokwadi; nokuti madambudziko okutanga akakanganikwa, nokuti avanzirwa meso angu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Zvinenge zvava panyika ndezvokuti, munhu anenge ava kuda chikomborero, achakumbira kukomborerwa naMwari wechokwadi, neanenge oda kupika mhiko pasi pano achazopika naMwari wechokwadi. Ndinodaro nokuti nhamo dziye dzakare dzichange dzakanganwika dzisisimo mumaziso angu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Zvinenge zvava panyika ndezvokuti, munhu anenge ava kuda chikomborero, achakumbira kukomborerwa naMwari wechokwadi, neanenge oda kupika mhiko pasi pano achazopika naMwari wechokwadi. Ndinodaro nokuti nhamo dziye dzakare dzichange dzakanganwika dzisisimo mumaziso angu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ani naani achati nyika iropafadzwe achazviita naMwari wechokwadi; ani naani achaita mhiko munyika achapika naMwari wechokwadi. Nokuti matambudziko akare achakanganwikwa, uye achavanzirwa meso angu. Viz kapitola |