Isaya 65:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Naiɀoɀo ɀanzi naShe Jehova: Tarirai, ʋaranda ʋaŋgu ʋacadya, asi imi mucaʋa nenzara; tarirai, ʋaranda ʋaŋgu ʋacanwa, asi imi mucaʋa nenyota; tarirai, ʋaranda ʋaŋgu ʋacafara, asi imi mucanyadziswa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha, “Tarirai, varanda vangu vachadya, asi imi muchava nenzara; tarirai, varanda vangu vachanwa, asi imi muchava nenyota; tarirai, varanda vangu vachafara, asi imi muchanyadziswa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Naizvozvo zvanzi naTenzi Mwari, “Varanda vangu vachadya asi imi muchifa nenzara. Mazvinzwa! Varanda vangu vachanwa asi imi muchifa nenyota. Mazvinzwaka! Varanda vangu vachapembera nokufara, asi imi muchanyadziswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Naizvozvo zvanzi naTenzi Mwari, “Varanda vangu vachadya asi imi muchifa nenzara. Mazvinzwa! Varanda vangu vachanwa asi imi muchifa nenyota. Mazvinzwaka! Varanda vangu vachapembera nokufara, asi imi muchanyadziswa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha: “Varanda vangu vachadya, asi imi muchanzwa nzara; varanda vangu vachanwa, asi imi muchava nenyota; varanda vangu vachafara, asi imi muchanyadziswa. Viz kapitola |