Online Bible

- Reklamy -




Isaya 65:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Asi imi munosiya Jehova, nokukaŋganwa gomo raŋgu dɀene, imi munogadzirira Gadi tafura, nokuɗirira Meni waini yakaveŋganiswa;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Asi imi munosiya Jehovha, nokukanganwa gomo rangu dzvene, imi munogadzirira Gadhi tafura, nokudirira Meni waini yakavhenganiswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 “Asi imimi makafuratira Tenzi, imi makakanganwa gomo rangu rinoera, imi munotonamata zvenyu Gadhi, imi munozadza makapu emasanganiswa ewaini okuteura kuna Meni,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 “Asi imimi makafuratira Tenzi, imi makakanganwa gomo rangu rinoera, imi munotonamata zvenyu Gadhi, imi munozadza makapu emasanganiswa ewaini okuteura kuna Meni,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 “Asi kana murimi munosiya Jehovha uye munokanganwa gomo rangu dzvene, munowaridzira Rombo Rakanaka tafura, uye munozadza zvirongo newaini yakavhenganisirwa Magumo,

Viz kapitola kopírovat




Isaya 65:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy