Isaya 64:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Regai kutsamŋa ɀikuru, Jehova, ʋuye regai kuraŋgarira ɀakaipa ɀeɗu nokusiŋgaperi; tarirai, ɗoʋonai, tiri ʋanhu ʋenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Regai kutsamwa zvikuru, Jehovha, uye regai kurangarira zvakaipa zvedu nokusingaperi; tarirai, doonai, tiri vanhu venyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Tenzi regai zvenyu kubva matoshatirwa mukadaro. Regai zvenyu kuramba mongorangarira zvakaipa nokusingaperi. Tonderai inga wani tose tiri vanhu venyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Tenzi regai zvenyu kubva matoshatirwa mukadaro. Regai zvenyu kuramba mongorangarira zvakaipa nokusingaperi. Tonderai inga wani tose tiri vanhu venyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Regai kutsamwa zvikuru imi Jehovha; regai kurangarira zvivi zvedu nokusingaperi. Haiwa Jehovha, ringirai kwatiri, tinokumbira, nokuti tose tiri vanhu venyu. Viz kapitola |