Online Bible

- Reklamy -




Isaya 64:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Jehova, muŋgaɀidzora nokuɗa kweɀinhu iɀi here? Mucaramba munyerere, mucititambudza ɀikuru here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Jehovha, mungazvidzora nokuda kwezvinhu izvi here? Mucharamba munyerere, muchititambudza zvikuru here?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Zvino moramba makangotarisa zvenyu here zvinhu zvakadai nhai Tenzi? Moramba makangonyarara zvenyu here muchitionesa nhamo inorwadza kudai?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Zvino moramba makangotarisa zvenyu here zvinhu zvakadai nhai Tenzi? Moramba makangonyarara zvenyu here muchitionesa nhamo inorwadza kudai?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Haiwa Jehovha, mushure maizvozvi mungazvidzorawo here? Mucharamba munyerere, uye mugotiranga zvinopfuura mwero here?

Viz kapitola kopírovat




Isaya 64:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy