Isaya 63:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ndikatsika‐tsika marudzi aʋanhu pakutsamŋa kwaŋgu, ndikaʋapeŋgesa neɗoro rokutsamŋa kwaŋgu, ndikaɗurura ropa roʋupenyu bgaʋo pasi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Ndikatsika-tsika marudzi avanhu pakutsamwa kwangu, ndikavapengesa nedoro rokutsamwa kwangu, ndikadurura ropa rohupenyu hwavo pasi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Nehasha dzangu ndakatsokodzera vanhu, ndudzi dzavanhu dzikaita sedzadhakwa ndikadeurira pasi ropa ravo rinovararamisa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Nehasha dzangu ndakatsokodzera vanhu, ndudzi dzavanhu dzikaita sedzadhakwa ndikadeurira pasi ropa ravo rinovararamisa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ndakatsika-tsika ndudzi mukutsamwa kwangu; muhasha dzangu ndakaita kuti vadhakwe uye ndakadurura ropa ravo pasi.” Viz kapitola |