Online Bible

- Reklamy -




Isaya 63:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ndikatarira, ndikashaiwa unoɓatsira, ndikashamiswa nokuti kwakaŋga kusinaunotsigira; naiɀoɀo ruʋoko rwaŋgu rwakandiʋigira ruponeso, kutsamŋa kwaŋgu ndiko kwakanditsigira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Ndikatarira, ndikashayiwa anobatsira, ndikashamiswa nokuti kwakanga kusina anotsigira; naizvozvo ruoko rwangu rwakandivigira ruponeso, kutsamwa kwangu ndiko kwakanditsigira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Ndakatarisa wanei wokundibatsira hapana zvakandishamisa kuti pakanga pasina wokunditsigira, saka kukurira kwandakaita isimba roruoko rwangu ndichitsigirwa ini nehasha dzangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Ndakatarisa wanei wokundibatsira hapana zvakandishamisa kuti pakanga pasina wokunditsigira, saka kukurira kwandakaita isimba roruoko rwangu ndichitsigirwa ini nehasha dzangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Ndakatarisa, asi pakanga pasina angabatsira, ndakashamiswa nokuti hapana akatsigira; naizvozvo ruoko rwangu rwakandivigira ruponeso, uye hasha dzangu dzakanditsigira.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 63:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy