Isaya 63:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ʋanhu ʋenyu ʋatȿene ʋakaŋga ʋanayo ŋguʋa ɗuku hayo; ʋadziʋisi ʋeɗu ʋakatsika pasi imba yenyu tȿene. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Vanhu venyu vatsvene vakanga vanayo nguva duku hayo; vadzivisi vedu vakatsika pasi imba yenyu tsvene. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Kwekanguva kadiki Nzvimbo yenyu iyi Inoera yanga iri mumaoko mevanhu venyu, vavengi vedu vakatoitsokodzera zvavo pasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Kwekanguva kadiki Nzvimbo yenyu iyi Inoera yanga iri mumaoko mevanhu venyu, vavengi vedu vakatoitsokodzera zvavo pasi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Kwenguva duku vanhu venyu vakatora nzvimbo yenyu tsvene, asi zvino vavengi vedu vakatsika-tsika nzvimbo yenyu tsvene. Viz kapitola |